holiday - winky d lyrics
[intro: winky d/guspy warrior]
oh hooo hoooo
ndiko kufara ka uku
purezha in bulk
oh hooo hooo
takagarira prezha kunge couch
kusvika maita godo kunge sauti
[refrain: guspy warrior]
everyday kwatiri iholiday
tofara mangwanani kusvika kusvibe
[bridge: winky d/guspy warrior]
paita one chimafia nechi gafa (oh oh)
patinomira purezha dance rafa (oh oh)
one chimafia nechigafa (oh oh)
dance ndopainokicka fanike mazhaba (oh oh)
[hook: guspy warrior]
tikuchimanhya pachi mafia ndozvatinoita
paholiday
saka usashaika patoita zvatinoita
paholiday
[verse 1: winky d/guspy warrior]
saka ndati ndiri gafa kusvika ndafa
saka purezha harichafa kusvika ndafa
ndokikisa purezha kunge bhora ku cosafa
musatsvaga recipe yepurezha taka shafa
pane gafa nemafia
ziya kuti padziya
toconnecta vanhu se network pa area
vamwe pavanodaira usasarira
tinovajambisa sekangaroo paaustralia
[refrain: guspy warrior]
everyday kwatiri iholiday
tofara mangwanani kusvika kusvibe
[bridge: winky d/guspy warrior ]
paita one chimafia nechi gafa (oh oh)
patinomira purezha dance rafa (oh oh)
one chimafia nechigafa (oh oh)
dance ndopainokicka fanike mazhaba (oh oh)
[verse 2: winky d/guspy warrior]
saka ukaona igwe
ukaona warrior ziva kuti hatiite
pane mafaro hatibve
tiri pamusoro se carrier saka regai mafans atibhige
saka ndoda kuchimhanya so
vachaita dizzy senge vapihwa mambama four
kupotsa mafia negafa une kamunyama so
ngoma racho rabva rapisa kunge summer so
rega tinake
[bridge: winky d/guspy warrior ]
oh hooo hoooo
ndiko kufara ka uku
purezha in bulk
oh hooo hooo
takagarira prezha kunge couch
kusvika maita godo kunge sauti
[refrain: guspy warrior]
everyday kwatiri iholiday
tofara mangwanani kusvika kusvibe
[bridge: winky d/guspy warrior]
paita one chimafia nechi gafa (oh oh)
patinomira purezha dance rafa (oh oh)
one chimafia nechigafa (oh oh)
dance ndopainokicka fanike mazhaba (oh oh)
[hook: guspy warrior]
tikuchimanhya pachi mafia ndozvatinoita
paholiday
saka usashaika patoita zvatinoita
paholiday
[verse 1: winky d/guspy warrior]
saka ndati ndiri gafa kusvika ndafa
saka purezha harichafa kusvika ndafa
ndokikisa purezha kunge bhora ku cosafa
musatsvaga recipe yepurezha taka shafa
pane gafa nemafia
ziya kuti padziya
toconnecta vanhu se network pa area
vamwe pavanodaira usasarira
tinovajambisa sekangaroo paaustralia
[refrain: guspy warrior]
everyday kwatiri iholiday
tofara mangwanani kusvika kusvibe
[bridge: winky d/guspy warrior]
paita one chimafia nechi gafa (oh oh)
patinomira purezha dance rafa (oh oh)
one chimafia nechigafa (oh oh)
dance ndopainokicka fanike mazhaba (oh oh)
[outro/guspy]
oh ooh oh
oh ooh oh
oh ooh oh
oh ooh oh
Random Song Lyrics :
- same old view - mario william vitale lyrics
- drunk (demo) - travis scott lyrics
- blown - darnell williams lyrics
- já faz tanto tempo - mc igu lyrics
- picture me - gucci mane lyrics
- take the snow away - the governor (michael b.) lyrics
- phoenix - the scuba divers lyrics
- my girl (bonus track) - syd matters lyrics
- movie - lil deiajay lyrics
- walking with our eyes closed - gungor lyrics