
wakanaka - tongai moyo lyrics
[intro: shiga*shiga & tongai moyo]
hehe, hehe, heheee
ndaseka zvekuseka kuti ndaseka futi
mudhara w*ngu come vuuu
vanhu vari kuda kunzwa iwewe
saka chivataurira kuti vanzwe
hehehe dhewa ndovapanyanga
position position sele
get ready we’re overtaking
fatherflour
[verse 1: tongai moyo]
matinofamba tinosangana, (nevaskana vakanaka)
tichiyemura ko mai vek*mba makaguma riniiko
kuvaudza mai makanaka ndapa kutenda zvangu kaa
[verse 2: tongai moyo
matinofamba tinosangana, (nevaskana vakanaka)
tichiyemura ko mai vek*mba makaguma riniiko
kuvaudza mai makanaka ndapa kutenda zvangu kaa
[verse 3: tongai moyo]
matinofamba tinosangana, (nevaskana vakachena)
tichiyemura ko mai vemumba makaguma riniiko
kuvaudza mai makachena ndapa kutenda zvangu ka
[verse 4: tongai moyo]
ndiwo mashoko anoita imba imire
ndiwo mashoko anoita imba imire
ndiwo mashoko anoita mai vafare
ndiwo mashiko anoita mai vafare
[chorus: tongai moyo]
pane shoko risingabhowe, kuudzwa kakawanda
ndiro, (wakanaka)
amai wevana vangu iwe, (wakanaka)
amai wevana chidi chemoyo, (wakanaka)
amai vevana chokwadi, (wakanaka)
uchangomuka mangwanani, (wakanaka)
nyangwe urere dhiya w*ngu, (wakanaka)
uchangomuka mangwanani, (wakanaka)
nyangwe urere dhiya w*ngu, (wakanaka)
[chanting: shiga*shiga & tongai moyo]
uh, get ready, because utakataka is overtaking, fourway, we’re now going
sele mamama sele, (sele)
sele mabhebhi sele, (sele)
batai ipapo, (sele)
handei ipapo, (sele)
ndiyani, (ndidhewaa)
[verse 5: tongai moyo]
dai zvayibvira wayemura mukadzi wako uyo
nekuti i number one
dai zvayibvira wayemura mukadzi wako uyo
nekuti i number one
dai zvaibvira wachenesa mukadzi wako iwe
kuti ave number one
dai zvaibvira wachenesa mukadzi wako iwe
kuti ave number one
hahaha kanumber one kacho, (willo)
[verse 6: tongai moyo]
dai zvaibvira wayemura mukadzi wako uyo
nekuti i number one
dai zvaibvira wayemura mukadzi wako uyo
nekuti i number one
dai zvaibvira wachenesa mukadzi wako iwe
kuti ave number one
dai zvaibvira wachenesa mukadzi wako iwe
kuti ave number one, (hehe)
[verse 7: tongai moyo]
matinofamba tinosangana, (nevaskana vakanaka)
tichiyemura ko mai vek*mba makaguma riniiko
kuvaudza mai makanaka ndapa kutenda zvangu
[verse 8: tongai moyo]
matinofamba tinosangana, (nevaskana vakachena)
tichiyemura ko mai vek*mba makaguma riniiko
kuvaudza mai makachena ndapa kutenda zvangu kani
[verse 9: tongai moyo]
ndiwo mashoko anoita imba imire
ndiwo mashoko anoita imba imire
ndiwo mashoko anoita mai vafare
ndiwo mashoko anoita mai vafare
ndiwo mashoko anoita imba imire
ndiwo mashoo anoita imba imire
[chorus: tongai moyo]
pane shoko risingabhowe, kuudzwa kakawanda
ndiro, (wakanaka)
amai wevana vangu iwe, (wakanaka)
amai wevana chidi chemoyo, (wakanaka)
amai vevana chokwadi, (wakanaka)
uchangomuka mangwanani, (wakanaka)
nyangwe urere dhiya w*ngu, (wakanaka)
uchangomuka mangwanani, (wakanaka)
nyangwe urere dhiya w*ngu, (wakanaka)
[verse 10: tongai moyo]
ini ndasakura ndazunza iwe
amai vachena moyo
ini ndasakura ndazunza iwe
amai vachena moyo
ini ndasakura ndazunza iwe
amai vachena moyo
[verse 11: tongai moyo]
ini ndasakura ndazunza iwe
amai vachena moyo
ini ndasakura ndazunza iwe
amai vachena moyo
ini ndasakura ndazunza iwe
amai vachena moyo
ini ndasakura ndazunza iwe
musha wachena uyu
[outro: tongai moyo]
usabuda nekuzunza
Random Song Lyrics :
- solanum - beat the red light lyrics
- разговор (conversation) - гуф (guf) lyrics
- the life you might save might be mine - $atori zoom lyrics
- do sum! - gwallahs lyrics
- in love with the sound - why not lyrics
- что это такое? (what is it?) - grafflexx lyrics
- 9 - yll limani lyrics
- what's left of life? - khamsin lyrics
- blessed - evn lyrics
- tell me how - the lotoyas lyrics