fara - malcom mufunde & yaaduniverse lyrics
verse 1: malcom mufunde
hapana basa rinonetsa
paita vane maconnection kunge zesa
pakuda mari inenge sentence yareba
kuti comma apo, comma apo, comma tichienda
pakuda vane cash muwallet
mabond hobho kunge ream retypek
takuda vakabata mahundred chete
kwete vanoshaya waya kunge econet
hook: tinaye
zvinotiremera, zvakatiomera
asi hatimboomera nhasi
iwe nhasi toda k*mbofara, k*mbofara
toda k*mbofara, k*mbofara
toda k*mbofara
verse 2: malcom mufunde
pakuda hurudza dzine mawallet akasimba kunge first farai
nhamo tochema mangwana, zvanhasi mafaro so first, farai
hapadi limit pacounter
pakuda vanovhura matab kunge browsеr
toita kunge atm
tovapa mabond kunge mgm
takanetsa nguva yеdisco
but still tichiri kupisa sezisco
pakudiwa lion, castle nhanhatu
pakudiwa super, eagle sakanu
hwandisa palito
pakuda vanoshandisa apple sacarlito
pakuda anozviita mukuru
type inosender something pamukuru
pakutoda type yakacooler
not vanotenga maice vototsenga mvura
pakuda zidhiri rinopa zino zvekuti dentist haamboridzura
hook: tinaye
zvinotiremera, zvakatiomera
hatimboomera nhasi
tichavaremera
zvinotiremera, zvakatiomera
asi hatimboomera nhasi
iwe nhasi toda k*mbofara, k*mbofara
toda k*mbofara, k*mbofara
toda k*mbofara, k*mbofara
toda k*mbofara, k*mbofara
outro: tinaye
k*mbofara, k*mbofara
toda k*mbofara
Random Song Lyrics :
- what you want do / offbeat - youngboy never broke again lyrics
- slow henessy - bitsu lyrics
- alone - flenn lyrics
- stuck on you - lildombaby lyrics
- leave - raq baby lyrics
- still here - flascollate lyrics
- saa'fa kebeera - سقفة كبيرة - ahmed batshan - أحمد بتشان lyrics
- ty a ja - jana kirschner lyrics
- spokojnie - kaśka sochacka lyrics
- tell me you want me - popoff lyrics