varaidzo - leonard dembo lyrics
[chorus]
hoo, dhiya w*ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w*ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana vamwene ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana mbuya ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hapana chavanokuvengera iwe dhiya w*nguka
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hapana chandingakuzvondera iwe mwana wavaridzi
(varaidza mwana, varaidza mwana)
[chorus]
hoo, dhiya w*ngu varaidzo ndinyaradzewo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w*ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w*ngu varaidzo chinyarara iwe
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana vamwene ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
kana mbuya ndizvo zvavanoda ava
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hapana chavanokuvengera iwe dhiya w*nguka
(varaidza mwana, varaidza mwana)
handina chandingakuzvondera iwe mwana wavaridzi
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w*ngu varaidzo chinyarara iwe
(varaidza mwana, varaidza mwana)
hoo, dhiya w*ngu varaidzo chido chemoyo
(varaidza mwana, varaidza mwana)
[verse 1]
ehuhuwe nyarara mwananguwe
mwana wochema nyarara mwananguwe
wochemera mai vakaenda nyarara mwananguwe
vakaenda hurumatendera nyarara mwananguwe
hurumatendera kune banga jena nyarara mwananguwe
banga jena rekucheka nyama nyarara mwananguwe
nyama kwayo ndeyaparuware nyarara mwananguwe
yepasi inozara mavhu nyarara mwananguwe
ehuhuwe nyarara mwananguwe
Random Song Lyrics :
- 冷たい雨 (cold rain / tsumetai ame) - yumi matsutoya lyrics
- silence of the lambs - lilbeefroast lyrics
- social med - jonasz gubera lyrics
- 360m - snow man lyrics
- no successor - keizer léon lyrics
- basement window - supernowhere lyrics
- marry dance - sumika lyrics
- i would die for you / i'd be glad - jann arden lyrics
- gray - romantic theory lyrics
- what it means to be a girl - emeline lyrics