ndisiyei ndakadaro - leonard dembo lyrics
[verse 1: leonard dembo]
munhu ndiye akaipa, ndichiroora oti matsva matsva nemukadzi w*ngu
ndiregezve kuroora hunzi bhachura ratinetsa kubikira mumba muno
tiregezve kuroorwa hunzi mapfambi aya atinetsa mumba muno
vepamanext door navo ndisati ndawana, vanga vakamirira kuona mukadzi w*ngu
nhasi ndaroora vek*ma next door zvirehwarehwa, zvavo zvose voturira mukadzi w*ngu
[verse 2: leonard dembo]
ko zvakaipa here kuroora hama ndiudzeiwo?
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
ko zvakaipa here kuroora kuti tiwande?
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
ko zvakaipa here kuroora rudzi rukure?
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
maoko akaipa pakudya pabasa akanaka aya
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
maoko anowanda pakudya pabasa akanaka aya
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi ini
(ndisiyei ndakadaro mwana wavaridzi)
[outro: leonard dembo]
munhu ndiye akaipa chete, asingadi kuona vagere zvakanaka
munhu ndiye akaipa chete, asingadi kuona vagere zvakanaka
ma*jealous
Random Song Lyrics :
- lately - lyfe harris lyrics
- talk to me - sixx:a.m. lyrics
- dancing moon - ahmaad aspen lyrics
- es el mundo (outro) - jeezy lyrics
- hermosísimo lucero (en vivo) - revolver cannabis lyrics
- confessions - james arthur lyrics
- cokctailkort - hemlig elsker lyrics
- фокуси на тъмно - григовор x rusty lyrics
- o mundo que se deseja - leo cavalcanti lyrics
- gvcci - emjby lyrics