lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

ndikomborereiwo - leonard dembo lyrics

Loading...

[chorus: leonard dembo]
mwari baba mune ngoni munokomborera ndudzi dzose
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
mwari baba mune ngoni munokomborera ndudzi dzose
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
mwari baba mune ngoni munokomborera mhuri yose
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
mwari baba mune ngoni munokomborera mhuri yose
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
ndinotondera sekuru vangu gore riya muchindiudza sokutamba
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
ndinotondera baba vangu gore riya muchindiudza sejee
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
ndinotondera sekuru vangu gore riya muchindiudza sokutamba
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
ndima yako muzukuru sakura uchizunza masora
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
ndima yako muzukuru sakura uchizunza mabundo
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)

[chorus: leonard dembo]
mwari baba mune ngoni munokomborera mhuri yose
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
mwari baba mune ngoni munokomborera ndudzi dzose
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
kudai muripo sekuru vangu nhamo yose dai ndisina iyi
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
kudai muripo baba vangu nhamo yose dai ndisina iyi
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
ndinotondera sekuru vangu gore riya muchindiudza sejee
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
ndima yako muzukuru sakura uchizunza masora
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
ndima yako muzukuru sakura uchizunza mabundo
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
[chorus: leonard dembo]
mwari baba mune ngoni munokomborera ndudzi dzose
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
mwari baba mune ngoni munokomborera mhuri yose
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
ndinotondera sekuru vangu, gore riya muchindiudza sokutamba
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
ndima yako muzukuru sakura uchizunza masora
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)
ndima yako muzukuru sakura uchizunza mabundo
(neniwo neniwo ndikomborereiwo)

Random Song Lyrics :

Popular

Loading...