![lirikcinta.com](https://www.lirikcinta.com/statik/logonew.png)
chitekete - leonard dembo lyrics
[chorus: leonard dembo]
honai ruva rechitekete chaamai nababa pari, zvino vatadza kurara nekufunga iwe, chitekete
honai ruva rechitekete chamai nababa, pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, chitekete
honai ruva rechitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
honai ruva rechitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
pauri pane dandemutande pane tsotso rin0baya zvandisina shangu ndokutoraseiko?
pauri pane dandemutande pane tsotso rin0baya zvandisina shangu ndokutoraseiko?
ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newе
ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive nеwe
[chorus: leonard dembo]
honai ruva rechitekete chaamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, chitekete
honai ruva rechitekete chamai nababa pari zvino vatadza kurara nekufunga iwe, chitekete
honai ruva rechitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
honai ruva rechitekete watondipa musengwa handichakwanisa kufunga kana kurara
pauri pane dandemutande, pane tsotso rin0baya, zvandisina shangu ndokutoraseiko?
pauri pane dandemutande, pane tsotso rin0baya, zvandisina shangu ndokutoraseiko?
ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
ndashaya maitiro, ndashaya madhonzero, ndashaya chandingakupe kuti ndive newe
[verse 1: leonard dembo]
ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave w*ngu?
ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave w*ngu?
ohoo oh ndoriwanepiko simba mwana uya ndinomuda?
[verse 2: leonard dembo]
ohoo oh ndoriwanepiko simba mwana uya ndinomuda?
ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore?
ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore?
[verse 3: leonard dembo]
ave muroora wamai, muroora wamai
ave muroora wamai, muroora wamai
ave muroora wamai, muroora wamai
kudzai muroora wamai, muroora wamai
kudzai muroora wamai, muroora wamai
kudzai muroora wamai, muroora wamai
kudzai muroora wamai, muroora wamai
kudzai muroora wamai, muroora wamai
kudzai muroora wamai, muroora wamai
kudzai muroora wamai, muroora wamai
kudzai muroora wamai
azvare vakanaka mangwana
[pre*chorus: leonard dembo]
ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ndimuroore?
majerasi anyanya, shuwa anyanya
majerasi anyanya, shuwa anyanya
majerasi anyanya, shuwa manyanya
majerasi anyanya, shuwa anyanya
majerasi anyanya, shuwa anyanya
majerasi anyanya, shuwa anyanya
majerasi anyanya, shuwa anyanya
majerasi anyanya, shuwa anyanya
majerasi anyanya
ndomuroora seiko?
[pre*chorus: leonard dembo]
ohoo oh ndoriwanepiko simba kuti ave w*ngu?
majerasi anyanya, shuwa anyanya
majerasi anyanya, shuwa anyanya
majerasi anyanya, shuwa anyanya
Random Song Lyrics :
- jaa shujah - munab a. manay lyrics
- yafika - jeg tellem lyrics
- ride or die - math wrld wide lyrics
- mala mia - holics, uglywhiite, jujiskii, eflexx & shyne lyrics
- опять (again) [remix] - delizid lyrics
- nothing to you* - zzz. lyrics
- or we can dance - justinz lyrics
- loud - ugoccié lyrics
- festa de natal - turma da mônica lyrics
- it ain't nothing - soncap lyrics