chinyemu - leonard dembo lyrics
[chorus: leonard dembo]
vana vangu vanoda kufarawo kana ndauya nenyama kuti vaseve muto
vana vangu vanoda kufarawo kana ndauya nenyama kuti vaseve muto
vana vangu havana mufaro
ndovapeiko muchindipa muchinditorera
vana vangu havana mufaro
ndovapeiko muchindipa muchinditorera?
kupai kune chinyemu
zvakawanda kunevasina kuzvishandira?
ini mushandi muchinditorera
kupai kunechinyemu
zvakawanda kunevasina kuzvishandira?
ini mushandi muchinditorera
kupai kunechinyemu
zvakawanda kunevasina kuzvishandira?
ini mushandi muchinditorera
ini ndoora moyo
usaore moyo
ndisinungureiwo ndirangarireiwo
[chorus: leonard dembo]
vana vangu vanoda kufarawo
kana ndauya nenyama kuti vaseve muto
vana vangu havana mufaro
ndovapeiko muchindipa muchinditorera
kupai kune chinyemu
zvakawanda kune vasina kuzvishandira
ini mushandi muchinditorera
ini ndoora moyo
usaore moyo
ndisunungureiwo ndirangarireiwo
sekuru ndademba demba
usaore moyo
ndisunungureiwo ndirangarirеiwo
ambuya ndachema chema
usaore moyo
ndisunungurеiwo ndirangarireiwo
sekuru ndademba demba
usaore moyo
ndisunungureiwo ndirangarireiwo
ambuya ndachema chema
usaore moyo
ndisunungureiwo ndirangarireiwo
kushanda ndinoshanda asi ndinoshaiwe simba
[verse 1: leonard dembo]
kushanda ndinoshanda asi ndinoshaiwe simba
kushanda ndinoshanda asi ndinoshaiwe simba
kushanda ndinoshanda asi ndinoshaiwe simba
[outro: leonard dembo]
usaore moyo chizukuru changu
ndichakupa chete
ndini sekuru vako shinga moyo
Random Song Lyrics :
- roll the dice - braxton knight lyrics
- zumba tu tema vi - money gang victory lyrics
- samba (bryska version) - younotus & bryska lyrics
- inquilino (ao vivo) - raça negra lyrics
- listening to briggs - gd grom lyrics
- loyal - ant wan lyrics
- el rey desnudo - viva suecia lyrics
- 8-1 - smolochs lyrics
- bimaan - pariwartan lyrics
- god-shattering star - man on the internet lyrics