lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

shungu - jah prayzah lyrics

Loading...

dakari, let the beat play

ndini ndorera nekuchengeta
nguva yechando ndovesa moto
ndokubata se*, semwana wamambo
asi ndiri kudanana ndege kuti hauna shungu
iwewe kana shungu
nekuti hauna shungu
iwewe kana shungu
hauna shungu
iwewe kana shungu
nekuti hauna shungu
iwewe kana shungu
ndodawo
kudiwawo
manheru takarara
mukurota makavambawoka
uchidana zita rangu
asi ndiri kudanana ndege kuti hauna shungu
iwewe kana shungu
nekuti hauna shungu
iwewe kana shungu
hauna shungu
iwewe kana shungu
nekuti hauna shungu
iwewe kana shungu
hauna shungu
iwewe kana shungu
nekuti hauna shungu
iwewe kana shungu

Random Song Lyrics :

Popular

Loading...