lirikcinta.com
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

nyaya yerudo - jah prayzah lyrics

Loading...

unondiwana ndakamira panzvimbo iye
ndenge ndimire
ndenge ndirimo muchimana
unondiwana ndakamira panzvimbo iye
ndenge ndimire
ndenge ndirimo muchimana
ruva rangu, uri chiedza
nekuti ndiwe mwenje w*ngu
mudima rezhizha
svovi yangu, uri hupenyu
nekuti ndiwe mvura yangu
inoyerera zvisina shungu
zvakaipa zvose zvoyeredzwa
nepaunotsika hapakukanganwe
inyaya yerudo mhai
inyaya yerudo inopa kudai
inyaya yerudo mhai
inyaya yerudo inopa kudai
zambuko tichagara tayambuka
shanduko tichak*mbira kudenga
mbereko ukandipa vana unenge wandipa humambo
pembera, pembera
ruva rangu, uri chiedza
nekuti ndiwe mwenje w*ngu
mudima rezhizha
svovi yangu, uri hupenyu
nekuti ndiwe mvura yangu
inoyerera zvisina shungu
zvakaipa zvose zvoyeredzwa
nepaunotsika hapakukanganwe
inyaya yerudo mhai
inyaya yerudo inopa kudai
inyaya yerudo mhai
inyaya yerudo inopa kudai
chada moyo chine nharo
chinoda mhinduro
usawora moyo kanga nyama
ndichasvika mauro
ahunde, ahunde
ndichaimba karwiyo
nemoyo wakachena semwedzi wechirimo
unondiwana
ndakamira panzvimbo iye
ndenge ndimire
ndenge ndirimo muchimana
unondiwana
ndakamira panzvimbo iye
ndenge ndimire
ndenge ndirimo muchimana
inyaya yerudo mhai
inyaya yerudo inopa kudai
inyaya yerudo mhai
inyaya yerudo inopa kudai
kuseri seri
kuseri seri
kwemoyo w*ngu
kuseri seri
kwemoyo w*ngu
oh! mhai

Random Song Lyrics :

Popular

Loading...