mudzimu wangu - damien marcus gwini lyrics
verse one (damien marcus)
ndotenda mudzimu w*ngu ndachinja history ye mhuri
ndakomborerwa kusvika vaya vakakomborerwa vati ‘w*ngu, wakakomborerwa’
inini ndakakomberedzwa newekw*ngu
nyangwe ndikaitasei mudzimu w*ngu handingautize
i’m just the same ancestor just a different edition
the same ancestor but upgraded version of tradition
modified rendition yemudzimu – mudzimu w*ngu
mumwe musi vavengi vangu vaida kutora hupenyu w*ngu
vaisatya musikavanhu, vaikwata potential yangu
asi musiki haana kutendera nekuti mudzimu wakaramba
wakandireverera mudzimu – mudzimu w*ngu
dzimwe nguva zvinombooma but i always try maintain
i always try maintain ‘coz i really can’t complain
i really can’t complain ‘coz i move with my ancestors
ndo baller newekw*ngu mudzimu – mudzimu w*ngu
handifambe newakaipa ini, handibate chakaipa
zvirinani kuwana shoma pane kukohwa newakaipa
handiite chi mcguyver ini, handina k*mbonyanya ini
ndotya musikavanhu ini
ndokohwa pandorima inini handisi nyope ini
ndodada nezvandiri inini true bantu
handina tsika dzemusango, kwandobva kunevanhu
ndosimbisa wekw*ngu, mudzimu w*ngu
handisvore kwandin0bva ini, hapana achandibata ini
ndakuketa yakatambika now i’m taking back what’s mine
varoyi handichavatya ini, gehena handichakwata ini
ndovimba newedenga ini
nyangwe ndikafamba nepasi pemupata wemumvuri werufu inini handivhunduke
ndovimba nerugare nenyasha dzamusiki
ndogarotenda ndichiti maita basa mudzimu w*ngu
verse two (aerosol)
tell me what you believe in
the whisper of the trees and the rustle of leaves in winter season
can you hear a voice within the breeze?
and can you trace your footsteps to egypt
can you feel the architects and bricklayers working through the seasons (in zimbabwe)?
did you come by boat or did you follow the railway tracks
star signal paths in the blackest of nights in fact
can you see the clouds of smoke?
rising from the old homes that once harboured our hopes
who was a child today time says will grow old
what was a random thought is now a song that i wrote
i court quotes and evoke images in borrowed languages
my ancestors did the same thing while they were traveling
and you could think the whole world’s unravelling
but on the same frequency there’s a healing rhythm channelling
i could feel a spirit in the low end summoning towards
an echo that was sounding like it bounced off mars
what do you know?
my ancestors carried a radio shaped like an arc
2000 years later hip hop invented in a park
what was yesterday’s priest is now a selector
what is a sound system but the arc’s replica?
Random Song Lyrics :
- egotistical - lifelessgarments lyrics
- better better better - modern crybaby lyrics
- follow your dreams - michael kiwanuka lyrics
- hypocrites kid - harto falión lyrics
- immanuel - bethany cruz lyrics
- ты знаешь кто я такой(you know who i am) - pinkcrush lyrics
- со вкусом вишни (andy shik remix) - korel & marco lyrics
- f00l4u - mixed matches lyrics
- the money - lolléx lyrics
- somebody help me - bluminati lyrics